Saturday, October 10

Mai TT Vokumbira Reregerero Kune MaZimbabweans Ariku England Avakatuka Kuti Vanogeza Chembere & MaRefugee

Kune mafans angu eku England ndakanzwa nhau yevamwe vasiri kufara nemuromo wandakanzi ndakataura 3 years ago pandakaenda kuEngland panguva yaZizo. Mufunge ,ndichiita live pane munhu akataura kuti ndakutsvaga Asylum nenhau yezvandakange ndaitwa naZizo saka ndakuda kushandisa nhau iyi kuita refugee.

Mufunge hazvina kundiitira zvakanaka ndakamupindurawo kuti handina chido chekugara muUk kunge iye ngaazive zvekuita basa rake rekuchengeta chembere yake. Nyaya iyi yaive yakananga munhu iyeye asi ndakazonzwa ainfluencer vamwe zvikanzi tanzi tinokwesha chembere 🤔. Nguva iyoyo vanhu vakapopota ndikanyorerwa tsamba nechimwe chikwata vachiti atuka maHealth workers asi hondo iyi yaive yakanangana nemunhu uyu ega. Zvisineyi handina kumiswa kupinda muUk ndakadzoka Zimbabwe ndikakumbira ruregerero zvikapostwa kuZimbo live kwese. Ndikati nhau yapera.

Ndaona zvekare munhu uya asimudzira zvekare kuti arikuuyireyi kuno kwaakatuka vanhu asi chokwadi arikuchiziva kuti ndiye akanditi ndirikuda kuita refugee kuEngland .

Mufunge ndikatarisa fan base rangu vanhu vazhinji ndevekuEngland and there s no way I can disrespect them. Ma customer angu chaio ndeekuEngland even madzimai mazhinji andinotamba nawo mikando vane dzimba dzinotyisa muno ndevekuEngland . So why would I insult them ?? Ndoziva ndine vamwe vanotenga havo beef risiri ravo ende handingavachinje asi chokwadi chaicho handina kureva imimi panguva iyoyo kana murikufeela kuti ndaireva imimi ruregerero kwamuri mose .

Kana musirikuuya kuEvent I totally understand asi musachengete chigumbu ichochi chemakore akapera.

Kune avo 100 vatenga matickets so far ndinokutendai chose ne support iyoyi Mwari akuitireyi zvakanaka. Inini handizi munhu wehondo ndinopindura anenge andidenha dzimwe nguva kupindura kwangu kobva kwanzi kwakaipa asi mamweo mashoko andinenge ndatukwa anondirwadza sekuti ndirimunhuo. I’m a hardworking woman arikutotsvagao kusimuka kubva mumaproblems andakapinzwa ndichifunga kuti ndawana a genuine person izvo ndiSatan atumwa kuzondipedzisa. Mazuvano handina kana Simba rekutaura nevanhu ndirikushanda kuyedza kudzokera pandaive ndiri. Ikozvino magoals ese a2022 akadzorerwa kumashure nekuda kwemumweo munhu. Hapana chandichadzorera asi kutodikitira kuti ndiende mberi. Ndinotombofunga kufa asi ndinotarisa vana vangu kuti ndakavarera kusvika pavave ndozofira munhu nhasi? Haisi nyore kuti ndiuye pano ndichisekerera kushinga semunhukadzi. Saka wese anofunga kuti akatadzirwa neni usafe nechigumbu mumoyo changu unotadza kuenda kudenga. Varikuuya kuEvent ivo 100 ivavo nevamwe vachatenga matickets Thank you 🙏.

Varikuti vakatukwa neni Sorii henyu ❤️chero mukasauya I love you still ❤️❤️❤️❤️❤️.

God bless you all and put me in your prayers

  • Share:

Info News

Immigration Lawyer for Green Cards and Visa Cases

Immigration Lawyer for Green Cards and Visa Cases

Immigration paperwork can be confusing and stressful. Mistakes may delay your case or even lead to denial. An immigration lawyer can help individuals and families with green cards, visas, work permits, citizenship, and immigration court cases.

A green card attorney can help prepare family-based petitions, marriage green card applications, adjustment of status forms, and consular processing documents. A lawyer can also help when applicants receive requests for evidence or face delays.

When You May Need a Visa Lawyer

A visa lawyer may help with work visas, student visas, visitor visas, investor visas, and fiancé visas. Each visa has different rules, documents, and deadlines. Legal guidance can help reduce errors.

You may especially need immigration legal help if you have a previous denial, criminal history, deportation order, overstayed visa, or complicated family situation.

Benefits of Legal Help

An immigration attorney can organize documents, prepare forms, communicate with immigration agencies, and explain possible risks. They can also represent clients in immigration court when needed.

Final Thoughts

Immigration cases can affect your job, family, and future. Working with an experienced immigration lawyer may help you avoid mistakes and improve your chances of a smoother process.

VPN & Online Privacy Tools: Securing Internet Access

VPN services protect user privacy and secure online activity. Demand is growing due to increased awareness of data security.

rnrn

Keywords such as “best VPN services” have strong CPC. Content should explain benefits and features.

rnrn

Educational content improves trust and SEO performance. This niche attracts global audiences.

rn