Friday, April 18

Mai Munangagwa Zvekuchena Havagone Zvavo Zvinogonekwa Na Grace Chete

Mhamha vakatega British fashion pedzezvo baba voti varungu vakashata 🤣😂🤣😂🤣munotiiteyi varakashi zvemucheno zvaida Gire izviKana vasina kuzvimba kumeso vasimbiswa nemari yenyika.

 

 

 

 

 

Ko zvavakazvimba kumeso iyo bleach yavo inopota ichidhomoka why mama should get glutha shots

 

 

 

 

 

Ko iye avaidza kuti vakafitwa ndiyani ndipo patinongosekwa senyika zvinobvira kuvakuru ungati uri mai president wopfeka sezibenzi kudai chihat kunge tswanda yemunyevhe kudai ndipo panonzi mazimba haagone kupfeka ipapa zimbiya iri kaa 😂😂😂Ndianiko aneface kunge chidhori zvitama zvacho

  • Share: