Tuesday, April 29

Mai Mazowe Voti Ketina Ndoisa Here Mwana Wangu MuBin Kiki Nekuti Akaremara Izvi Zvashungurudza Murandakadzi

Mai Mazowe Said "Nhai madzimai ndoisa here Kiki mubin arimupenyu nekuti iDownsyndrome?

 

 

Ndipindureiwo ipapo...Handina kukumbira chirema kunaMwari mufunge.CHIPO chamMwari Kiki uyu kani!! Ndouraya here chinofema veduwee ?...So sorry vakoma mmmmm… ndabatikana I feel your pain shame she’s a blessing mufunge don’t let anyone make you have such thoughts 💭

 

 

 

 

Zvakaoma hazvo sorry once again ❤️🙏🏾Block vanhu vanotaura anything bad about Kiki. Kusaziva kufa chaiko. Kiki is better than whoever said anything bad coz munhu iyeye kana food mumba pamwe haatorina but Kiki will not lack anything. So move on delete message, block and ignore.

 

 

 

Kiki is a reason why you have my follow and many followers are here for Kiki as well. 

 

 

 

Tell dofo racho kuti disability does not mean inability. And Autism doesn’t mean Chirema ipapo ngaapabatisise.

  • Share: