Saturday, September 21

Mai Maketeni Voudza Vezvikwereti Maitt Kids Votadza Kubhadhara 800usd Rent Vabva Pavaigara Kune Baya Vema Summons

Zvabva kunaMai Maketeni hakuna mumwe👇👇👇800 bha bha Hana kana kurova uchitambidza landlord usina pako vanwe vanhu vanezvivindi ,,I'm paying 1000 Rands imba yangu yava pawindow level. Only kufunga kosiyana ...7 point 8 yacho unotoshandisa zvimwe paimba yakooo$800usd rent iwe usingaende kubasa kwaaaa ndopanotangira hudofo 😂😂😂😂 learn to live within your meansAsi futika hey. Ma bridesmaids a Mura you will never see heaven. Kukuza munhu kupa munhu ka life kusvika pakugara imba ye 800 usina permanent job that pays you well.ibvai apa a lot of pipo rent and unenge uchida kugara kwakanaka waina hako kuti you can't afford imba of your dreams , saka you sano rent than kunzi vaka imba kwausingade

  • Share: