Ketty Masomera wakabata pasingabatwe .l know wakanetsana naFelly bt waitukirei Mai Bwanya nevaBereki vacho .
avana day ravakapindura vakaramba vanyerere. Kna tazogara vatumwa vaMwari sana Mai Bwanya adzisi typ dzekutuka nhsy tarira makuzvifumura ummm munonyadzisa imi haunzwire tsitsi mwana wamai vako tsitsi tongoti Ketty go Doreen go
Gogo musalala goMungatii zvenyu but pakutuka munhu mukuru zvinounza minyama vakamutadzirei Mai Bwanya hongu she is not God but uuum zvimwe zvinhu ityai Mwari