Mukadzi mukuru kupfugamira mumwe mukadzi neva ,Tyra ano abuser mai Bee chero matambiriro avaita ruva vanga vasina mufaro , kana Camera yabviswa vachatonzi ndipei ma$100 angu ane hutsinye zvekut Tyra ndosaka maona vatanga kuchemaZvaunopfugamira muporofita achikuudza nhema wakambobvunzwa naniShe knows her position pamba apa. Chero ukadiwa sei pabasa munhu ziva chinzvimbo chako. That's why they have stayed together for a long time. Haadheereri boss chero vaite maskit vese anoziva chinzvimbo chake. Zvakanaka izvi.Mai Bee mwana mucheche here anogariswa nyangwe paasingadi?
Dai vachinetswa vairamba varipo kuti havana hama here .
Marwadziwaka nema usd aapihwa iwe usina kana dhora rekutenga mapapu🤣🤣🤣🤣🤣