Ko Madam boss is replying to tate or to who...why is she addressing tateSaka urikuchemei uye une depression yei kana uchiziva wakahura ukanakigwa,,usazvisimbise nenhema iwe..Why are you confusing yourself.Nyarara zibhushu siya vanhu vaburitse zvavanazvo.Uri pfambi in tatelicious voice,,Why replying them,wati wadiiko iwewe ndiwe ucha mur mur remangwavha rigotsemura mastitch ayoMabrides maid musadaro ndawona umwe achiti Tyra haana basa nazvo ndosaka achienda kupage raTate asi nhasi amuka ari depressed Zuva nezuro akati akamirira guvhu kudonha zvinhu zvacho zvakawoma mumigwagwa yefacebook .Hunzai ma V11 acho ka mu prove Tyra wrong dhololo basa kungotaura kwamusina kuswera
Tyra tomuda ekedero manzwaMwari makaita basa makapa madam mwana taizviziva kuti haasi waNgoni finally now we noe kuti mwana ndewa kwaKembo😂😂Azotaura chokwadi kuti mwana haasi waNgoni akamupiwa namwari and achamushandira ega🤣🤣🤣Madam boss zibhishu hozana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣unozviti uri strong manje nhasi ukuchemei,,,cry until you confess akakunyika mukati
#Justice for Ngoni#