Friday, January 24

Madamboss Onzi Content Chaiyo Haana Anoda Kuzemberana Nevanhu Varikurira Aitopiwa Mbiri Namai Izvezvi Abusy Kuposter Vanhu Siya Vana Varire Vega

Tyra content chaiyo haana akato simuka through Chikiti uya,Akuda kutokwana kwana nezuro aposter Nijo

 

 

Rapererwa Ngundu nezuro raiposta Kiti ririkuvhima ma reunion.Tyra anozembera naanyone anenge achirira time iyoyo to her own advantage

Ngarege vanhu vaite shine vega it’s their time iye ngazive zvekuyamwisa Dzabu 

 

Mhosva akamusiya pakuita brand ambassador wetalk chat 😂😂😂😂😂😂 and akaisa ana Gezi

 

Umm tyra wadii waita steady siya vana varire inguva yavo waona kaa kuti mhosva apera wakuda kunozemberana neteam iyi haudi kukundwa ndiyo problem yako imboita zvekuyamwisa mwana uko usiye vana vazviitire zvinhu zvavo ipapa wakuda kutonova joiner dzikama

 

Mhosva aperei ndiye munhu arikutorira manje Tyra akataura kuti this wk ndichenge ndichi poster vari mu industry kkkkkk saka motogarira ku page kwake wese wa poster monza pano cz imi murikutowanawo contentThese are pple in the same industry you won't understand it coz ungoriwo ghost with no success 🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: