Tyra Chikocho aka Madam Boss posted a very touching post after someone insulted her saying HAUZVARE. Tyra posted on her Facebook the following message.
The most painful thing I was told this morning is
*****Hauzvare**** handisati ndamborwadziwa but nhasi it got to me !!!!
Vakakomborerwa havo vanoita gore mwana Gore mwana ,mimba dzichingobatawo pavadira πβ€οΈ
Hakusi kugona kwako hama yangu Tendai Mwari
ππAnyway hear this nowππ
***You never know what one is going through so always be king in speech β€οΈβ€οΈβ€οΈ
***Ukaona vanhu vakachata vachinonoka kuita Mwana siya zvakadaro nguva yavo ichakwana
***Ukaona vanoita mwana Mumwechete it’s not kuti havasikuda kuita mumwe pamwe pane zvirikutoitika,varikuzama zvichiramba
Nguva yavo ichakwana
πππThings like ucharoorwa rinhi wakura,,kokana pasina arikuda kumuroora
ππππThings like anongozvara vana vasikana chete ngaachiitawo mukomana
ππππthings like anongozvara vana vakomana vega Vega itawo vasikana
My Sister Bless you ππ
God bless you all Happy Sabbath πππ
Thank you Tocky Vibes for this song Mbereko !!!
ππππππππππππππ