Friday, January 24

Mabrijo Onzi Chengeta Mwana Arikutambura Kumusha Kufamba 10kilometer Iwe Uchipesuka neku Bleacher

Mwana arikugara gokwe uko kwaari kufamba 7km everyday kuenda kuchikoro iwe busy kuzviita slay Queen anokwira ndege zvekuti

Mwana anzwa nechimira ne poto ,chingwa chinobikwa nehupfu chete pasina flour 

Mwana anoenda ne mangai mu lunch box nema heu asina kuvira asina sugar hunge zvitoripo

Asi iwe busy kuti hee ndapa high level saka nhai ma brijo sadza rinotodzika mwana achitambura kudaro , usadaro vanhu vachizvara Vana vavasingazogare navo, SA ne Zim hakudiwe visa even border jump mwana anouya, uchienda kubasa anoenda Ku creche or after care. Unozvara ka1, womdosiya wodzokazve wopamhazve Moyo wekubereka unoti? Vana vanodarirwa mauya NoooooooVanhu vari kutambura kutsvaga vana , vamwe vari kunwiswa mazai mambishi kuti angobata mimba asi kune vamwe vanhu vari kushaya hanya nevana out there. Mwari tibatsireišŸ˜¢Nothing wrong about it,l grown up walking 10km to go to school,my father was a Soldier,hapana chandaishaya,lunch box, pocket money but he did this kuti ndidzidze hupenyu & l make it,thank you maBrijo for teaching your child,what is life,l take my daughter from home to South Africa,l treat her like a Queen,she were learning at a private school here,were l pay fees, transport every month,but she disappoint me, falling pregnant, whilelist l thought she's doing extra lesson,l fade up

  • Share: