Texas hoyoo Samaz Oti Ndine Be..che Ramai Banda Vachitundirana Nechikomba Chavo Mai Ava Varikundipusha Ngavandisungise Pashata 🙄🙄🤪🤪🤪🤣🤣🤣
Mai Banda vanenge sugarmama apa vanocontroller murume. Ndofunga murume akadyiswa ropa rekumwedziAvawo Ava pretend to b seriously in love 🙄🙄,vane kamwe kaku actor soo,
Mai Banda kuzhangandira....I think vanhu vanocelebrater downfall yevamwe mofanirwa kuita background check iri serious kumadzinza kwamakaberekwa kuti hamuroye here, kune vairoya vakasiya mashave acho saka pamwe anokushandisai musingazive, or munotoroya zvenyu zvekutadza,kuzvihwandisa