Iiiiiii Lolo kumaSpa hauna zera nako kasika kudzokera kumba plz ndapota. Tumagumbeze twaunotengesa hatuiti kana profit inodarika dhora pagudza saka mari waiwanepi yekuenda kuSpa kwaTanya kunodhura kudaro??Tanya pliz udza kamunhu aka kaende kumba zvichakanaka hakana kana nestand yese uchikaona ipapa basa kungowesta mari..Hakuna roja rinoenda kuSpa hazviiti ,unoenjoya sei spa yacho iwe uchiziva uri roja? Apa kuzopoza kari pasofa kachisura ipapo misuri yehuroja zvimwe zvinhu itaiwo muchinyara ..Wega munhu hana inofanirwa kurova wapinda nzvimbo dzakadai uri roja.Sevha mari Lolo uise kustand