Attention seeking she has no contentππππKana wati you want to be far away from everyone nekuti you feel emotionally drained iwe wokanda futi mapost kuvanhu vauri kuti urikutiza vacho votangazve kukutukira dish iro rakanamwa namwa wopindanazve neimwe stress hauone kuti chaunenge wagona hapana here nhai Lolo?
Anyways hugs kwachoπ€¦βοΈπ«π€¦βοΈπ«π₯°Munhu arikuenda kuchikoro here uyu kubvira paakakumbira mbolisto yaThomas Chizhanje akapiwa paya?
To me it looks like she is getting more and more dull kubvira kwaMakadzi kuya kwaakamboita soonyengwazve. Hameno!π€£ππhaaa takufanira kudzidzira kuzvinyaradza mumoyo shuwa π€£ππ€£π it turned up to be a joke pazongotaurwa zveDish π€£π€£apa ndanga ndisina kumboriona huyee bodoKuda kuita sekuti hamuzvizive zvinhu izvi..... anyone akambosvika kumusha kunanagogo must know this ...vane madish ,mapoto,ndiro,migomo even zvimachari zvakadambuka zvinenge zvichingowachwa zvisingaraswe ...those are the things they love most ....musanyepera kudzungaira behind the keyboard we see right through you vana vaNehanda
Haa kumusha rorasiwa risisakwanise kupinda mvura moti poto chaiyo inoshanda yakadaro kusvika pakutodzima moto nekubvinza but dzakanaka dzirimoThat’s y people are dying of depression social media ye Zimbabwe πΏπΌ ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»ππ»