Friday, November 29

LazyT Chapo Muimbi Ofumura Jahprayzer Akasura Pane Vanhu Winky D Akabata Mhino Zvakatyamadza Vakawanda

He is very stupid Razaro iyeyu and wataura chokwadi. Ane dzungu even achiri kwaSadza aingodhomoka kudai achingomisa chirebvu nezvindebvu ungati chigotora chaswera chichinanzva pusi kumafuro .

 

 

 

 

 

And ibharanzi zvekurevesa. MxmPane zvimwe zvisangade kuitwa nemunhu ane influence kumayouth.Ehe he is not so popular but respecting fellow artists zvakangokosha..

 

 

 

 

 

 

Ipapa kubva zvawaenda England ukuita kunge munhu aishaya data kuzim.Dzungu racho rakuwedzera.Hapasi pese paunofanira kuisa mhino yako iyo inenge gwinya ragarirwa naVanChoga.

  • Share: