But Lorraine Guyo what really happened to you and Makhadzi?.Friendship yenyu yaidadisa chose .Chii chakanyatsoitika?.
Senyika you owe us an explanation.Hanzi kwayi akadanana ne boyfriend ya makhadzi her kudi kudii wee apa makhadzi asingazvizivi hanzi makhadzi akavhunza sisi vedu Lolo hanzi vakati ndanga ndichazokuudzayi besty hanzi apa vedu sisi Lolo vanga vasingazive kut boyfriend Yamakhadzi ndoreva master kg🙄🙄🙄
Rorini is a threat to makhadzi nekuti akati nakei kwaizonyanya kutariswa iye instead of khadzinatorPakangosvika tyra zvakabva zvadhakwaSiyanai namai Dzabu...saka munhu akatamba
nemunhu wawaimbotamba naye ,,ndiye afurira here. Imi shamwari dzenyu dzamaitamba nadzo muchirikutaudzana here. kwanai,,,Love you Madam Boss❤️❤️❤️