Aah na Tanaka fire vakabva kure vese avo ,Tanaka achiri kugara kuS.A 2015 until now na Killer T vanoisanaPa map yefacebook ndini ndakakuisa
ndakakupushira maworks ako asi hautende I'm giving you two hours to give me back my page or else ndini ndakavhura page iro ukandibvisa
pahuadmin papage rangu inini wobva waudza vanhu kuti hausiriwe wakandiramba ndini ndakatokuramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣Shuwa atori kabitter Ex
Ukarambana nemunhu why would you keep maScreenshots.Asikana nyengererai zvakanaka kana muchiri kuda munhu .Facebook haitongi nyaya.