Sunday, February 02

Ketina Oudza Maiitt Kusonera Titi Mwana Wako Ngochani Mukomana Dress Kumumanikidza Ndinokupa Pressure Gara Pasi Feridhongo

Ketina oti Kunosonesera mwana mukomana dress nekumumanikidza kuti apfeke wig nekuda kwepressure.

Isu toti Varipo vana vakadaro Ane ma genes achikomana and Ther is nothing u can do ABT it Kunze kwekunamata. Asiyana nana Somizi vakazoita ngochani vakura.

  • Share: