Olinda ari busy na stunner uyoI think marriage inoda munhu asina pride even kana uine mari don't take your husband as he is nothing and to my sister Olinda she must swallow her pride if you love your man chero ukamusiya Tytan wacho as long uine pride yekuti ndine mari no one will stay with you Saka ngaagare hake ega zvanetsa 🙄🙄🤣Rudo izita remunhu marriage is a blessing from God kana Mwari vakati ndepako Hakuna kana chinoparadzanisa vanhu anyway enjoy your life Rich aunty