Wednesday, January 22

Ketina Opinda Busy Kuti Atsanangure Kuti Munhu Akauraiwa Namaitt Ndiani Nekuti Vanhu Tine Hama Dzakawanda Dzakatsakatika

Ketty ngaatsanungure kuti munhu akauraiwa ndiyani vamwe time hama dzakango tsakatikaketty dai urimumwe watodzidza watogadzirisa hunhu unoti hako haube but haisiyo nyaya yega inoendesera munhu kujeri. unotuka vanhu vamwe vasina kukutadzira same zvaiita mai Tt . nerimwe zuva uchazoita topic pano wanyura pamwe nekusungwa pamwe nezvimwe wo . life is like a wheel . unoti urikugona izvo urikutozvisikira moto muziso . ndiani aimbofunga kuti kiti ichadai iri mujere . Isu tiri pano kuseka nekuti go nhingi go but pachokwadi upenyu ndehwako .unogona kuti ndirikurema pamastreet but uchazorembera nerimwe remazuva . Munhu be humble usatsvaka content nekutuka vamhu.

  • Share: