Saturday, February 01

Ketina Onzi Namaitt Ini Ndinogeza Kunwira Mvura Iwe Tsvaga Mushonga We hairline NeweZvingaka

Dzangova nyadzi chizorora sorry hako hatina Gara pasi utsvake chikupedza bvudzi mumusoro nemafuta anopedza zvin'anga.🤣🤣🤣🤣🤣 hapana chinhu chinorwadza waizviita Gindagoriya uchigarisa vanhu vese pasi wozowana asingagarisike pasi ma dhimoni 5000 emu bhaibheri aye aripa munhu one zve zvemutemo zvarambaka yah mutemo haugadzirwe kumba kwemunhu kusvika pakutsvagana nevakomana vemutoriro vakuimbire imba zvako culture love uise Mari muhomwe yemutoriro match made in heaven 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣1

 

  • Share: