Sunday, February 02

Ketina Kwawave Kutambira Kunonyudza Kutuka Apostle Bwanya Bvunza Tatelicious Akambotuka Vanhu VaMwari Izvezvi Rangove Rombe

 Ketina uko kwawakuda kutambira kumakata bvunza tate akatuka apostle ezvino aripi stay clearance ndakakunzwa uchivatuka tamba neve zera rakoApostle ndevekumama avo Saka vakambotukwa naTate kuti ibhishu . Ketty hapana zvamunombofa makamuita uya munotongopedzera shungu kuposta nemaghost zvikitinyana sit down

  • Share: