Iiiiii Jowi hausi watova ne50 years iwe hanzi naMalume Facebook ndeye mabelow 40!
😂😂😂😂😂😂 ndozvakaita ma under 40 year olds here izvi ???
Kuita nyama dzachepa dzatonetawo nekusandurwaFace yakashinga iyi haaimbokona kuvhara vnhu ummm yega itor ne criminal record isati yapara mhaka ychooDai ari umwe achirega zvekuwedzera tsiye izvi.ndiyaniko akamunyeperawo Kuti zvakamunakira futi vanhu musadaro kkkkkk