Vanhu Voti Joey uyu munhu imharadzi haadi kuina vanhu vachitamba vachiwirirana anoda kuzvikwanisa pese pese hanzi Mai Maketeni ndoda kukuona uchitamba namaittkwete zviya zvawakaita Madam boss chete anoda kudiwa dai aterera asiyana nemunhu uyu. Pafeya Joey haadi Madam boss naiyewo Tyra anodziirwa imhosva yake.