Friday, November 29

Joey Nyikadzino Ofumurwa Pressure Yaanopa Vanhu Iye Achichengetwa Nechikomba Ku UK Oti Vanhu Shandai Nekuda Kubiira Vanhu Achinyepa

Nhema dzine mukadzi uyu and anonyepa zviri professional πŸ˜‚πŸ˜‚Akangoti bufu yekutengesa maCOs am

 

 

 

 

 

reporting her...ndosaka akucanada kujaira kuita madhiri uchivhara anhu...hama dzenyu dzapera here dzikuda kufamba rine shavi iri πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

Pressure yamunotipa ichatiuraya veduwe unonzwa munhu let's empower vakadzi or vakadzi ngavashande tichiuudzwa zvekuita apa kuseri zvenyu

 

 

 

 

 

 

muchiita chimereji chenhema nhema kuti muenda UK ne cos. imi musaitipa pressure am working isu tichiti zviri kufaya. Regai ndiite makuhwa for living πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£.

  • Share: