Janet Manyowa sei usina kunoimbirawo Nandi mwana waOlinda uchimusimbisawo sezvaukuita pana Tt paakatukwa panapa naMai Tt kuti mukula anorwara ane bvudzi rinoyerera.