Saturday, March 08

Jahprayzer Otatarika Nemasong Ake Aka Blue Tikwa Nevanhu Otadza Kusvika Million Views Apera Mukomana Dzangove Nharo Dai Ari Winky Atosvika In A Week

Jah wotatarika nemasong ake akutadza kupinda 1 million n 2 weeks .apera murefu dai ari winky atomu 1 million views kudhara

  • Share: