Monday, June 01

Jah Master Official Apology For Kicking Fan

Here is Jah Master’s official apology letter after giving fan a Super Kick. The Hello Mwari hitmaker is currently trending on social media after a video of him kicking a fan on stage has gone viral.

Baba Jordan is the topic of this weekend as his show he held last night is being overshadowed by his move on stage. The chanter was busy performing his hit song Unonzai which features hot songbird Anita Jaxson.
Makadii Ruzhinji Rwe Zimbabwe . Ndinonyara kuuya pano mangwanani ano nekuti ndakaita zvinonyadzisa ndakaita zvisingatarisirwe kubva chero kunani zvake. Zvandakaita Hazvina kana justification asi ndati ndiuye pano ndichikumbira ruregerero.

Ndiregerereiwo nezvandakaita zvinonyadzisa ndinoda kuuya pano ndichivimbisa kuti hazvife zvakaitika. Naizvozvo nhasi ndiri kunotsvaga mkomana uyu and make sure medical checks are done kuti paonekwe kana asina kukuvara and also all proceeds from the show will go to him as compensation. Takataura naye after show and I Apologised for my behavior handiziye ndakapindwa nei. 

Ndiregereiwo mundipewo zuva rimwe kana maviri ekugadzirisa mhosva yangu iyi.

Ndinotenda vese Vari kunditsiura uyezve vese Vari kuisa ma message mu inbox ikodzero yenyu nekuti Zvandakaita izvi zvinhu zvisingatarisirwe uye Hazvina hunhu. 

Ndichazodzoka pano ne update kuti inenge yava papi nyaya iyi.

Muve nezuva rakanaka

  • Share:

Info News

Home Security Systems: Protecting Your Property

Home security systems provide safety through surveillance and smart technology. Demand is increasing with smart home adoption.

rnrn

Keywords such as “home security systems” are competitive. Content should compare options and features.

rnrn

Providing clear recommendations improves rankings and engagement.

rn

Real Estate Investment Strategies

    rn
  1. Growing Wealth Over Time
    rn Real estate investment offers a reliable way to build wealth through property ownership and rental income. Many investors focus on residential or commercial properties to generate consistent cash flow while benefiting from property appreciation. This approach provides both income and long-term value.
  2. rn
rnrn

Successful investing requires careful analysis of market trends, property location, and financing options. Managing risks such as maintenance costs and market fluctuations is also important. With the right strategy, real estate can become a powerful wealth-building tool.

rnrn

 

rn