Saturday, November 30

Jackie Ngarande Oti zndave Kutoshaya Shamwari Nekuti Handiposte Munhu Pa Birthday Ndine Zvakawanda Zvekufunga Not MaDates

Am I the only one who keeps losing friends because I totally forget their birthdays nekuvaposta 😭😭.

 

 

 

 

Saka ndikasa kuposta zvinoreva here kuti handina hanya 🥹🥹🥹

 

 

 

 

Like why not remind me and stuff veduweee musatore life PESINARI kudaro 🤣🤣🤣🤣Koita vanoda kupostwa pano 🤣🤣

 

 

 

Ndikati page riya ndere vanhu ndiri mushandi 🤣🤣🤣I'm not good with dates ini rangu birthday my sisters nevazukuru ndovanondi reminder and vanenge vatori excited kudarika inini...

 

 

 

umwe ndakazomuti wangu handisi mai vako ka vanoziva pawakazvarwa..nditori ne stress yekuti ndowanepi dollar iwe wondinetsera kuti handina kuku poster

  • Share: