AnaNDODO dzidzai kuna Swagger STFZ Nation haaswerere nyaya dzevanhu kuita makuhwa kutengwa ndaimbomuvenga ndichiti Swagger haana kukwana but haabaye live button anoita live achiita make up yake nekuenda kutouch line kunotengesa mkoshooo wake. Musangotumwa kuvenga vanhu vasina mhaka nemi ramba wakadaro Swagger naBigSam The Comedian uyu haana drama asi NDODO unobvuma kuhotspotwa kuvenga vanhu dzidzai kune vamwe