Saturday, November 30

Inter Africa Conductor Ashungurudza Vanhu Mubus Zvakaoma

Dai angovharwa ma bus acho, 2021. I was with my younger brother ne vana vangu 2, ages 3 and 7, tichichibva Harare, mwana kwakuti anoda kuita weti, vakaramba kusvika tave ma chivi, ndokubvuma kt tiburuke, ko tagoziva kt tatosara, apa ndingori ne $10 mu pocket, ma bag asara ne brother yangu nemwana ane 3 years, apa hatina foni. Unopusa, kusiwa muroad. Hanzi bus

 

 

 

 

 

 

rese rakapopota asi vakaramba kumira, so brother yangu akazokumbira kuburutswa, then we met again after 30mins. Inter Africa haina customer service. Zero zvayo.Haa zvehutsinye izvi regai Mwari vatonge wega.....rimwe gore ndichibva Joni tasvika mumasvingo boys rekuchinja marands ramhanya rapinda handei pakunosimuka bhazi team rajairaka kuti rinozodzika bhazi rati fambei ndobva pasara mukomana 1 paakanoti achidzike driver akati unonyepa ndokuwedzera speed mukomana akachema akazama zvose

 

 

 

 

 

vakaramba kumira mface akachema zvakanzwisa tsitsi vanhu wese mubhazi vakazama kutaura nema driver vakaramba zvisinei mkomana akasvika pakunyarara asi ane mashoko anorwadza aakaudza vatyairi awa akatozoita luck kuti pane aidzika tadarika mvuma ndopaakazosarira otherwise waida kupinda naye mu

 

 

 

 

 

Harare but a lesson ma drivers ivayo akazoendepi wakaita accident nekufambawo kwenguva ende bus rawo rakauraya ma drivers ivayo ari 2 chete handichataura zvangu zita rebhazi muhupenyu be nice for no reason chero zvazvo rufu uri murawo vaMwari 🙏 usafarire kugunun'unirwa nevanhu zvinopa munyama

 

 

 

 

Inter Africa Conductor from Chiredzi to masvingo,

He is very rough and arrogant.

Kutuka chembere achibatanidza vanhu 3 kana 4 pachange oti endai munoita plan Ivo vanhu vachienda kwakasiyana.

Apa change anenge anayo ukabvunza hanzi usandiudzire harisi bus renyu.

  • Share: