Friday, November 29

Hondo Dzengochani Mu South Africa Swagger Otumira Sviden Matsotsi Kuti Abiirwe Nekupondwa

Hondo dzengochani dziri kupisa kudarika yeRussia neUkraineIni ndikuona kunge kamurume kaya kaive akaguguchira ndiko kakatsvaga matsotsi nokuti kakaona zvese zvirimumba

 

 

 

 

Ndarwadziwa😭😭😭Ndianiko akutumira matsotsi kumukuku wamummy Svidhy vedu vatinoda TESE pano😭😭😭

 

 

 

 

 

 

Ndiri kususpector kaSwaga ndiko katisisade pano ndiko kane godo hakuna mumwe ndiko chete😭😭😭

 

 

 

 

 

hasi swagger guys I stay same area nasvidy now the place is not safe ànymore matsostsi anyanya mu area vanopinda Mumba vanhu vakarara zveshuwa.kana car hijackings .

  • Share: