Wednesday, October 07

Hapana Munamato Unorapa Covid-19 Madzibaba Votaura

MUKURU wechechi yeJohanne Masowe kuCentenary anoti veruzhinji ngavasabatwa kumeso nemamwe maporofita kana vanamati vachinyengedzwa kuti kune muteuro kana mafuta akazodzwa anorapa chirwere cheCovid-19.

Madzibaba Biggie “Jonah” Musanzika vanoti kune mamwe maporofita nevakuru vemachechi vari kuudza vanamati kuti vatenge mafuta kana mvura dzavanoti vakanamatira vachiti zvinorapa Covid-19.

Vanoti uku kuita kwemaporofita anoda kungotora mari dzevanhu nekuti hazvishande.

“Tinokurudzira vanhu kuenda kuchipatara uye chechi yedu hairambidze mutendi wayo kunorapwa.

“Tinokurudzirawo mamwe machechi kuti vabvumire vatendi vavo kunobatsirwa kuzvipatara nekuti varapi vanotowedzerwa zivo naMwari.

“Hakuna hutachiona hunorapwa nemuteuro kana nemafuta akazodzwa sekureva kunoita mamwe maporofita nevatungamiri vemachechi.

“Vari kubata vanhu kumeso vachiti vane anointing oil kana anointing water inopedza coronavirus.

“Vanhu vakadai vanofanirwa kusungwa votongwa kumatare nekuti uku kubira vanhu mari kuri pachena uye zvinoita kuti chirwere cheCovid-19 chipararire.

“Chedu semaporofita nevakuru vemachechi kuparidza shoko raMwari nekudzinga mamhepo, zvikwambo nezvimwewo — kwete Covid-19,” vanodaro Madzibaba Jonah.

Asi vanoti vanhu vanofanirwa kunamatira kuti chirwere ichi chipere sezvo riri denda rabata pasi rose.

Vanoti vanamati — kusanganisira maporofita nevakuru vemachechi — vanofanirwa kuva mucherechedzo wakanaka kunyika, kunyanya panyaya dzekuterera zvinodiwa neHurumende mukudzivirira kupararira kweCovid-19.

Mukereke mavo vari kukurudzira vanhu kupfeka mamasiki uye pavanosangana huwandu hwavo haudarike makumi mashanu sezvakatarwa neHurumende.

“Tiri kushanda zvakanaka nechikwata chevakatumwa kuzoongorora kuti vanhu vari kutevedza murawo (taskforce). Takasununguka kuongororwa tose kuti hapana ane hutachiona here uye takagadzirira kuti pakave nemumwe wedu abatwa aine denda iri, tomboburitsa vose vaakanamata navo pachena kuti vaongorarwe kuitira kuti chirwere chisapararire.”

Vanotizve musangano ravo hapana ati aongororwa akabatwa aine coronavirus izvo zvavanotenda vachiti mucherechedzo wekuti vari kutevedzera mirawo yeHurumende maringe nekuzvidzivirira.

Sangano ravo rakambomisa kuti vanhu vanonamatirwa vachibatwa misoro uye mharidzo dzavo nehumwe hurongwa hunoda veruzhinji vari kuisa muzvikwata zvemaWhatsApp

  • Share:

Info News

The Rise of Remote Work: How Digital Jobs Are Reshaping the Future of Employment

Remote work has transformed from a temporary trend into a permanent part of the global economy. Millions of employees across the United States, Canada, the United Kingdom, Australia, Nigeria, South Africa, Kenya, Ghana, and Zimbabwe are now working from home or operating fully online businesses. Advances in internet technology, cloud computing, video conferencing platforms, and digital collaboration tools have made it possible for companies to operate efficiently without traditional office spaces.

rnrn

Before the global shift toward remote work, many businesses believed employees needed to be physically present in offices to remain productive. However, companies quickly discovered that remote teams could often perform just as effectively while reducing operational expenses. Businesses are now saving money on office rent, utilities, transportation allowances, and infrastructure costs. Employees also benefit from flexible schedules, reduced commuting stress, and improved work-life balance.

rnrn

The technology industry has been one of the biggest drivers of remote employment growth. Software developers, cybersecurity analysts, digital marketers, virtual assistants, content creators, and customer support professionals are among the many workers thriving in online environments. Freelancing platforms and remote job marketplaces are connecting companies with skilled workers from around the world, creating opportunities for talented individuals regardless of location.

rnrn

In Africa, remote work is creating new economic opportunities for young professionals. Many entrepreneurs and freelancers in Nigeria, Kenya, Ghana, Zimbabwe, and South Africa are working with international clients while earning income in foreign currencies. This shift is helping reduce unemployment challenges while supporting digital entrepreneurship and online education initiatives.

rnrn

Despite its advantages, remote work also presents challenges. Employees sometimes struggle with isolation, distractions at home, and difficulties separating work life from personal life. Businesses must also address cybersecurity risks, communication barriers, and employee engagement concerns. Many organizations are now adopting hybrid work models that combine office collaboration with remote flexibility.

rnrn

Experts believe remote work will continue growing as internet access improves and digital transformation expands globally. Businesses that adapt successfully to flexible work environments are expected to remain competitive in the modern economy. Workers with digital skills, strong communication abilities, and experience using online collaboration tools are likely to remain in high demand for years to come.

rn

Health, Legal & Education Insights

Taking care of your future starts with the right decisions in health and legal planning. Compare top health insurance plans, explore affordable medical coverage options, and learn about mental health services that support your well-being. Many individuals are also investing in online degree programs, professional certifications, and career development courses to increase their earning potential and job security.

rnrn

It’s equally important to protect yourself legally by seeking expert legal advice, understanding personal injury claims, and exploring accident compensation options if needed. Whether you’re looking into student loans, debt consolidation programs, or reliable legal consultation services, making informed choices today can lead to a more secure and successful future.

rn