Happened in Gweru, Mkoba 4. Murume uyu anga ane shop paBahadur yemaSatellite dish. Akaita 2 days achingoti ndonzwa kuda kuuraya then akazouraya mwana weMukadzi anga ane 1 year 2 months. Apa murume uyu anga ari step father wemwana uyu.
Vakamborambana nemkadz vakadzokerana pavakadzokera mkadz aane mwana wake uyo azourawa. Murume uyu akatanga amubaya neScrew driver paaona kuti mwana akunonoka kufa abva amudzipa mai vaenda konochera mvura.
Pakazodzoka mukadzi akabva ati mwana wake ari grade 1 ndiye abaya mwana ane 1 year 2 months.
Via @crimewatchzim
Veduwe vamwe vakadzi face dzatogara nadzo mudzimba umu chivindi tochiwanepi kuipa face kudaro kungoti type dzacho ndodzogona bonde
Veduwee so Iko unoenda nerusvava rwakadai kune imwe marriage kuti zvidiiko vanhu dzidzai kushandisa maoko aya kuvhura bhurugwa hakupe rugare muLife tikushanda hi maid isu Vana vatoyaruka hatinyare nokuti hatina chikoro chacho anamai wee onai asi chiiko