Pamh*ta pamai vako Dorine..Ini handisi mai vako ndakakunhonga kubhawa.Hakuna family yakadai😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Bt mai chaivo vane moyo wekubereka havaite zvakadai , tozoona fut kut mai ava havana option vanotongoita izvozvo cuz vakaramba vanopinda biz naKetty woo saka iiii pakaipa
Dorine akaita zvekutamba achagamuchira shavi rehuroi nekuti ane godo ne ma siblings ake haasi munhu anofarira chakanaka chinoitwa neve ropa rake hongu pane vanenge vachipenga asi
Dorine acharoya negodo ndiye Ano simudza musindodorini sorry hako kana uri mwana wemurume or wehama yambuya ava
chero ukazonzi sorry but take this as a loan,