Tuesday, September 10

Gideon Gono RBZ Munamatireiwo Hazvina kumira Mushe Haadikunzwa Zvakanaka

Mbinga yakasheka🤦yaive irimbada yakazodzoka yave katsi sheka yakasheka yakasheka🤣🤣🤣🤣🤣mbinga yakasheka kusvika pakurarira maputi🎼🎵🎶🎶🎼🎼🔊

 

 

 

 

Munozovanyanyira ama2k pane asingazive Gideon Gono here😂😂😂😂😂Chero akabhuroka seyi haazosvika palevel rekufamba nengoro yemadhongiBaba vaive crush yangu ava 

 

 

 

 

 

Ndaiita kuvanzwira tsvigiri but now zvavave soo

 

 

 

 

 

Ama 2000 Garai pasi hamuvazive munoziva Panganai chete

  • Share: