Friday, January 24

Ghost Ra Natalie Roti Kikky Badass Anosviri..rwa Lipstick Irombe Haana Kana Imba Even Mota Zvayo Muimbi Anotambura

One chibaby chinosvirirwa Lipstic ne Small street fashion,zera rako hauna kana mota or a house,you still depend on family house asi u call urself queen of music,unonyadzisa panyolido pako nemaskin tight,Natalie akakudzidzisa kupfeka wakuvaira ka?Natalie Mhandu handisikuona 1 week ichipera usati warohwa ooooh mark my words Kiky is a street fighter am warning uShe is very beautiful. Ane natural body yake yakanaka, no bbl. No what. Zvedzimba etc, anoziva nguva ndiMwari. It takes 2 seconds for life yemunhu ichinje, so zvekushanirana nekutarisa vamwe pasi. Kupedza nguva. Mwari uyu ndiMwari.Haaa uyo asiyana nana Rockshade vaunoita bullying left right and centre, unovingwa pashop pako nhasi chaiye ukanyisaurwa iwe , this one na a she May Weather…πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Pane munhu arikuda kurwisanisa vanhu. This could be Chichie or mamwe ma enemies aa Natalie ari kuita izvi. Chichie hana kuwana response yaitsvaga from Natalie achiri kurwadziwa

  • Share: