Olinda Chapel siya maitt 🇬🇧 UK yakakura ine mabasa akawandisa siyayi vanoda kuuya kuzoshanda vauye .
Musazovengana kusvika pakuda kuti mumwe asawanewo cheuviri Zimbabwe inorwadxa chero mashefu chaiwo anoridxa mhere.rugare mundunhu
Facebook people not really happy with Olinda hutsinye hwacho anoona senge UK ndeyekumba kwake mukadzi uyaa zvinei naye kana maitt vakashanda ir kugara muuk how does that affect her ?