Imi mukuti uyu aku supporter ma LGBTQ 🌈 here?
Vamwe vakuti akutokwirawo vamwe vaskana
Ichokwadi here ichi? Tiudzei vanhu vano linker naye
Chaii!!!It’s only in Zimbabwe where people question someone’s sexuality….Let her be and to muda akadaro .Feli Nandi ndinokuda chaizvo asi dai uri imwe wasiyana nekukuza chingochani zvauri kuita kuma shows.
Ungafunge kuti wakavanda asi mbiri yako yekufemerwa mugotsi nevakadzi yafamba. Stop spreading Satanism yekufarira zvehungito ndizvo wakadzingirwa kubhendi naMbeu
Itya musiki akakuisa pauri ipapo. Mbiri ichatiza netsvina dzawave kubata. Kana ari mushavi wedzinza akakupa chipo ziva kuti zviri kupera, hazvina mwaka.
Midzimu haidi tsvina. Siyana nekudya mbutu dzevamwe vakadziMbeu akaita hake akamudzinga feli she is doing well in her own circle zvimwe zvese ratoo drama