Friday, January 24

Fantan Otopa Marwei Imba YaGamu First Wife Yake Yavakavaka Vese Izvi Zvamupa Hasha

Shoko rinoti....Dumbuzenene akaisa imba yaakavaka nemukadzi wake muzita rechifeve😮😮Ndiye mukadzi wake here .....saka vanotosvikirana hereAgh Maida adiii hanty zvakatopera here that's life sometimes unohwina sometimes Yu lose.ndosaka mazuvano takungoda vane Mari kare Ava vekuti unowana vari varombo vozopfuma unorwadziwa paanokusiya anemari APA maitsanya mese Kuti zviite,so musazotiti ma gold diggers ndokwazvobva ukoTinga taure hedu asi pakuvaka kwaakaita imba nekusageza ikoko Akagona ndoouratidza hurume manjeVarume vanozviita apo iwe unenge uchimama nekuti tirikuvaka .uchitosara usina kana mari yekutenga brugwa chairo wozonzwa kuti ndozvakaitwa unopera simba chaiko🤔🤔Ndokuzozviuraya akarambwa. Aka dumper mukadzi nevana kuti vaite mastreet kids, achapadzingwa pamba ipapo oitawo street fatherVarume vanozviita 😂😂😂, or kufuma ichinzi yakapihwa nhingi hama yake imbwa idzi

  • Share: