Vanhu voti zvirikubuda so sweet seeing 3 powerful women in Zimbabwe Madam Boss ,Maitt,Olinda unwell wechi 4 ketty uyo aiwa maitt is regretting ndakazviparira kuti munhu uyu apinde mulife mangu kumubvisa kwacho kwakunetsa.
Isu toting musarwadziwe I think friendship yamaitt and ketty is genuine Tawaz na java wake.