...Tirikunyara senyika ne dressing yako iyooo FaithWadi kuramba kuenda kuma Awards kwacho....takambokutsiura kuti usatambe naTariro Geziiii hona manje iye ndiye akumhanirwa nembinga iwe uchingoita kunge garikuni kudaro.