Friday, January 24

Enzo Ishal Father Of 2 Anoda Vana Vake Vese Not Zva Holyten Akatokanganwa Mwana Waakatunda KuBudiriro Uko Musasarudze Vana Varume

Rimwe ririkunotenga mota ,ratokanganwa mwana waakatunda kuchitungwiza, but Enzo is proud to be a father of 2 , Enzo anoda vana vake vese

Ivo vana vanosarudzwa kudai ndovanobudirira, vacho vanodhedhetswa nekudiwa vamwe vasingadiwe ndovanoita zvipenyu

Even amai vemwana usingavade ,ida wako mwana usiye maiRejection inorwadza hayo hatina kt ngaade mai vemwana bt he shld love his kids equally umwe uyo kana zita haana kumupa imiwoyee,rty now Davido ndopaakutanga kt ane mwana mumwe mukomana cz uya akafa bt arimupenyu aisambo mu mentioner 🫣not to hate hangu but pakusarudzwa you very ryt , takazviona pataikura, vacho vaidiwa now ndivo vava kutikumbira, ndivo vava kungoti , she is my cousin, my father this that, tiri vana vababa vamwe, lol, life soati asarudza mwana ndiani. maZimbo kuisa energy pazvinhu zvamusingazive zvikufamba sei. mistake yakaita mwana uya kuunza nyaya pasocial media achifunga kushamisira hezvo akushamisika ari iye. so Holy is not supposed to spoil his wife here. mwana waKim otadza kubudirira nei. pamwe akutoendesa zvemwana kuChitungwiza imi muri busy kuhumana. imari yaita ishoma Holy dai watotenga nemba futi kkkk

  • Share: