Audio ya dorine pakaita live achiti kettina akarova munhu ane nhumbu ika svodza..ndokudzoserai kumashure pakauya kettina ku Africa akanorova imwe couple yavaiti ndivo vakaba page Ra Dorine .
Mukadzi uye anga akazvitakura ende Kettina ndiye akauraya mwana anga Ari mudumbu
Nyangwe mukati ketina ane moyo wakanaka matikiro aakaita mkadzi wamazepe nanhasi handina mufaro evn akahotora mazepe bt she disrespected mkadzi uya mhani
Doreen anegodo. Apa haadi kushanda achiti mwana. But kubhawa anoenda haamboti mwana. Nxaaaaa