Saturday, November 30

Doreeen Oudza Ketina Kudhakwisa Exposing Amai Ku Social Necia Unonyadzisa Kufumura Mhuri Yekwa Masomera

This is not it mhani, munhu ungaite mai vako content vachitaura zvinyadzi pamberi pevakwasha, vazukuru etc haaa Ketty watopera zvekudaro here??

 

 

 

 

 

Mhuri yakafumuka inonyadzisa fokExposing her mother to social media was the worst she ever did

 

 

 

 

 

Haaa uyu haafunge uyu,ndoshamisika vanhu vanozviti vanemari uye vanoshanda asi content yavo paFb yekutsvaga mari yeFb here ko iya yekuwanda vanenge vaisepi

  • Share: