Tuesday, February 04

Dorcas Moyo Na Feli Nandi Vanhu Voti Zvasangana Zvikakarara Zveruzha Mumwe Anobvundisa Izwi Semunhu Arikuchaya Manyoka Enhunguru

Mafans arikurakidza kusafarira vaimbi vaviri ava Dorcas Moyo Gospel music artist and Feli Nandi mushure mekunge vaona vari vese vanhu varikutotya kuti maybe they will collaborate.vati vaviri ava vane ruzha.

Munyori oti "zvasangana zvikakarara zveruzha mumwe anobvundisa izwi semunhu arikuita manyoka enhunguru " chokwadi zvakaoma Ini hangu both artists vanondigonera 

  • Share: