YAMBIRO !!!!!!
Kuma Zimba biyedu varikuenda ku Tunisia ndapota hangu make sure unemapepa akakwana arikudiwa ikoko yes kurikubhadhara usafurirwe zveku jumper border ukabatwa havakusunge vanonokuisa ku desert vokuti chienda chikafu vokutorera mvura phone vopwanya votora sim card ravo even mumabasa vakakubatirako no excuse kungokutora vonokusiya ku desert which is uchafamba more than 200 km pasina chikafu kuti upedze desert rese ukazoita lucky border patrol ye Libya waita lucky kuwanikwa urimupenyu unenge wamu good hands asi unobva wa deportwa kudzoserwa kumusha kwako vanhu varikufa guys ne dehydration zvinonzwisa tsitsi havasi kunyengerera even uine mwana kungokusiya mu desert wonzi chienda inhamo zvayo uuuuuumm ma video acho haasi kuita 💔💔💔💔💔I love how Zimbabweans agree kuti tadzingaira but always defend vanhu vanosupporter Zanu pf ikuita vadzungaire..Many socialites are pro Zanu PF and sing and praise Zanu pf asi the same people vakuti tadzungaira are the same people vano defender mafelebrity avo kuti ngavaite zvavada kumira nezanu or not...Besides good music this is the reason i love Winky D he sing for the oppressed..Mavideo arikutorwa naani aya? Naiwo maArab? Coz hant Mati maphone anenge atsondwa tsondwa, kana vaine hutsinye soo pamborine need yekuenda here apa? Coz any silly mistake unogona kungonosiiwaka kudesert futi. Ah zvakaoma.Hakus kubhadhara Tunisia. We used Tunisia as a Gateway to smuggle ourselves to Italy. Not kuti tainoshandako. Am sure my Fellow African bro are doing that Same. Tunisia yakazotanga kubhadhara rinhiDesperation yatiinayo ma Zimbabweans really??? Tunisia?? Munenge mambo researcher here or kungofunga nyika dziri muAfrica and decide maakuendako. Umwe hanzi kuKenya shuwa kunei? Zvimwe zvacho its not about hutsinye hune ma countries but just carelesness chaiyo!