Saturday, November 30

Cusman Apostle Chiwenga Anonyepa Zvaanogona Ndezvekutuka Chete Ndasiye Chamisa

Apostle Chiwenga Anonyepa Zvaanogona Ndezvekutuka Chete Ndasiye ChamisaSaka akanyepa here kuti Musa Bata mwari pa nhau dze matongerwa enyika mwari musiyei mwari haabirirwi ne munhu

 

 

 

 

Chiwenga plz Buda pachena kuti urimuparidzi or a politician coz haunzwisisike maonero angu uneruvengo pana chamisa nkt murivezera rimwe ndozokundwa paridza shoko sezvazviri kwe ku attacker chamisa hamudi hr haama dzenyu kuti dzigare zvakanakaKkkkkk Apositora

 

 

 

 

Chiwenga zvavo zvirikutovafambira nekuda kwezita raMwari ravanoti ivo Vega ndivo vanofanira kuridana vamwe vese hatifaniri kudana Zita raMwari akatisika.Asi zviri kutovafambira kwazvo kudarika vane mabhizimisi

 

 

 

 

 

Chiwenga akatuka Mnangagwa mese munofara muchiti yes apostle vanotaura chokwadi.(akazotuka Chamisa manje makuti idako haazive zvaanotaura saka hamusokuona here kuti hamuna penyu here anhu imi murikumutuka dzikamai mhani

  • Share: