Sunday, February 02

Cousin Rose Dzikama Kani Hausi Blood Yamaitt So Zvese Zvawave Kutaura Rave Drama Nekuda Clout Ehe Tese Tozviziva Ane Mhepo Mukadzi Uyu

Munhu wese anoenda or kugara padyo nemunhu anemweya wakaipa sewa tete MaiT anosvika pakuzorora nepakupererwa .

Vanoisa vanhu mu corner then expect kuti varambe vachinanzva shure yavo haa hazvibudi.

Hakuna munhu ari normal anoti pese paasvika anokonzeresa zvakaipa .

Ma cults avo arikurwiswa nemweya waMwari saka good luck to her dai Mwari avaitira nyasha .

  • Share: