Raita mabvanyangu nunuberyy yese kuita mamvemve kudaro haaaaaaa nhasi hasha dzese dzoperera Panana wasu🤧🤧🤧🤧hanzi obinyo aisvisvina gambi haaaa Ndaitofunga kuti igambi kwaro haaaa varume bvumai munombodyirira🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣