Saturday, February 01

Chichi Bosslady Busy Kudya Hake Mari Dzemadununu Eku SouthAfrica Akabiirwa Ma Pyramid Scheme Muchadzidxa Riini Iye Na Feli Vese Imbavha So Ngaasazviita Mutsvene

Icho! Mari dzenyu dzamakavharwa papyramid scheme paya dzakutsengwa mai mwana and hanzi account yangu inochokonyoreka zvinodadisa pese pandoda kuchokonyora mari 🤣🤣🤣 And mbavha dzemazuvanoI hadzichambonyari hunhu hwadzo veduwe. Dzinotosasa yadzada and dzirikusvotesa mavictims adzo big time🤣Muchangwara zvenyu. Hanzi ndiri rich, very very sarcastic mbuya iyi. 

 

#richn'anga

 

#richsangoma

 

#richmbavha

  • Share: